Hymn Lyrics
127 Ida Tenzi Mwari Wako
Ida Tenzi Mwari Wako -S.D. Mutandadzi
M Ida Tenzi Mwari
V All Ida Tenzi Mwari wako nomwoyo wose, nomweya wako-o nesimba rako-o
rose. Ida Tenzi Mwari-i nepfungwa dzako dzose
Madetembo:
1.Ndini Tenzi Mwari wako usava nomumwe Mwari kunze kwangu
2.Usashandisa zita raTenzi Mwari wako nenzira isina maturo
3.Rangarira zuva reSabata kuti rigare riri zuva rinoera
Chorus:
Idawo hama yako sokuda kwaunozviita iwe pachako Idawo hama yako --- kwaunozviita iwe pachako
