Hymn Lyrics
135 Imi Amai Maria Makakomborerwa
Imi Amai Maria Makakomborerwa- H.A. C. Matias
M· hni amai M ia-aa makakomborerwa
V SIA Makapihwa naMwari kuvatadzi navatsvene, makakomborerwa mai Maria, rufaroii nechitarisiro chamunopa, avo vanovimba netsitsi dzaKristo
B Makapihwa naMwari kuvanhu vose, makakomborerwa -Maria, rufaroi nechitarisiro chamunopa --- Maria makakomborerwa
Madetembo:
l.Ndinokudai somwana mudiki, ndinodokwairira rudo rwenyu Maria
2 Kunyangwe zvangu ndisingakodzeri amaii, ndiwanireiwo rudo rwokuda Mwari narwo
(Change of Drums) Chorus:
SIA Makanakisa-a, makapfava Maria, hapana watingaenzanisa norunako rwenyu, muzere netsitsi, norupfave-he amai-hi --- rambai muchindileverera
B --- Makanakisa makapfavisa Maari-a, hakuna akaita semi --- tsitsi norupfave amaiii rambaaaaaai muchindireverera
Madetembo:
1. Nokuti Mwari akandida kubva pakutangaha, rambai muchindireverera
2. Imi amai vasina rusaruro, rambai muchindirevereraHazvina kumbonzwika kana nakare kose-he kuti mutadzi anochema ari
3. patsoka dzenyu, akashaya rubatsiro
4. Makapona Yesu mwanakomana waMwari woga, ndiye akatiponesa Mariaaaaa
