Hymn Lyrics
144 Imi Mwari Mune Ngoni
Imi Mwari Mune Ngoni - 0. Mutyanda
M Imi Mwari mune ngoni
V SIA Mukutambudzika ndinochema kuna Tenzi, nezuva rokutambudzika kwangu, ndinochema ndinochema ndichifunga Mwari, ndichitsvaga Tenzi
B Mukutambudzika ndinochema kuna Tenzi, nezuva rokutambudzika
kwangu, ndinochema --- ndinochema, ndichitsvaga Tenzi
Madetembo:
l.Munosunungura vanhu venyu Tenzi noruoko rune simba
2.Tinorangarira zvishamiso zvenyu, namabasa enyu Tenzi
3.Makaratidza ndudzi dzavanhu vose, simba renyu Tenzi
Chorus:
SIA Mwari mweya wangu unoramba kunyaradzwa, ingorerekai nzeve dzenyu
kwandiri, ndinotambudzika ndichitsvaga Tenzi
B Mwari mweya wangu, mweya wangu --- kunyaradzwaa, kwandiri
ndinotambudzika ndichitsvaga Tenzi
