Hymn Lyrics
154 Ini Ndini Chiedza
Ini Ndini Chiedza- C. Chawasarira
M· Ini
VB Ndini chiedza- achinditevera ndini chiedza ndini chiedza choupenyu
S: --- Anenge achinditevera achazova nechiedza, ndini chiedza chapasi,
nechiedza choupenyu
A --- Anenge achinditevera , ndini chiedza ndini chiedza choupenyu
Madetembo :
Part 1:
l.Mwari ngaatipe gomborero
2.Nokutikomborera
3.Ngaapenyese chiso chake
4.Chiso cha.ke parnusoro pedu
5.Pasi pano panoziva
6.Panoziva nzira dzenyu - Ini
Part 2:
7.Marudzi ose avanhu
8.Anoziva ruponeso rwenyu
9.Vanhu ngavakutendei
IO.Ngavakutendei Mwariwe
11.Vanhu vose ngava.kutende
12.Marudzi avanhu ngaafare
13.Ngaafare nok:uimba
14.Nokuti munotonga nyika
15.Munotonga zvakarurama
16. Munotonga vanhu nokururama- Ini
Part 3:
17. Munobata umambo parnusoro
18.Pamarudzi avanhu
19.Vanhu ngavakutendei
20.Vanhu vose ngavakutendei
21.Nyika yakapa muchero
22.Muchero wayo Mwari
23.Mwari ngaatikomborere
24.Pasi pose ngapamutye- Ini
