Hymn Lyrics
2 Achauya Marudzi Ose
Achauya Marudzi Ose -Mupambwa M Achauya marudzi
V S Achauya kuzozvirigira achauya pamberi penyu marudzi marudzi ose achauya ozozvirigira
B Ozozvirigira pasi marudzi ose ose pamberi penyu ozozvirigira
Madetembo:
1. Ndiani angakwira mugomo raMambo, ndiani angamira panzvimbo yake tsvene
2. Uyo ana maoko akachena nomwoyo wakanaka .
3. Mwari ngaasimuke vavengi vake vaparadzwe.
4. Vachadzingwa sokudzingwa kwoutsi vachiita sokunanauka kwenamo pamoto
5. Vakarurama ngavafare kwazvo, nokuti Mambo achauya.
Imbirai Mambo nziyo dzokurumbidza, achazviratidza pamusoro pamakore.
