Hymn Lyrics
202 Kotamirai Mwari
Kotamirai Mwari - B. Malwnese
M· SIA Kotamirai Mwari
V: SIA Mwari kotamira-i kutiyamura- muchimbidzike- kutizo-rodza - Mwari
kotamirai, kotamirai kutiyamura
B Mwari kotamira -i kutiyamura muchimbidzike- kutizoroodza Mwari kotamirai, kotamirai- kutiyamura
Madetembo:
l .Ini ndini ruponeso rworudzi ndizvo zvinotaura Mambo, kotamiraii.
2.Ngavachemere kwandiri munhamo dzose ndinoda kuvanzwaa nokuva Mwari
3.wavo narini, kotamiraii.
4.Teerera mitemo yangu iwe rudzi rwangu, kotamiraii
