Hymn Lyrics
211 Kristo Mambo
Kristo Mambo - V.M Nyapokoto
M· S Kristo Mambo
V SIA Ndimi muridzi wazvose zvose zvatinazvo zvinobva kwamuri
B Ndimi muridzi wazvose nomutongi wedu - zvatinazvo -kwamuri
Madetembo:
l .Ndimi makatanga kutida Mambo
2.Ndimi musiki wedu Mambo
3.Mukufara nomukutambudzika tinotendeukira kwamuri
4.Makatiwanira mufaro wokutifira pachipiyaniso
Chorus:
SIA Tinokumbira kwamuri Mambo mutichengete nengoni dzenyu tikuitirei
zvakanaka mazuva ose
B --- Kwamuri Mambo mutichengete - kuti isu tikuitirei zvakanaka mazuva ose
