Hymn Lyrics
256 Kwaziwai Nyenyedzi Yedenga
Kwaziwai Nyenyedzi Yedenga- J Kaseke
M· Kwaziwai nyenyedzi yedenga
V.· SIA Vlfigo nakare musuwo wedenga muzvari waMwari-i, wakazvarirwesu, muve amai vedu-u, udzai mwana wenyu mikumbiro yedu
B Nakare musuwo wedenga, muzvari waMwari-ii, wakazvarirwesu, amai
vedu udzai mwana wenyu mikumbiro
Madetembo:
l.Makwaaziswa 'Ave' naAngere Gabrieyere. Kwaziwai nyenyedzi ...
2.Tipei kugarika, Eva wedu mutsva . Kwaziwai nyenyedzi ...
3. Virigo mukuru wounyoro hwose. Kwaziwai nyenyedzi . . .
Tipei tigochena tinyorove semi. Kwaziwai nyenyedzi ...
