Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Anoti Mambo

    Shona Catholic HymnHymn 31Lyrics available

    Hymn Lyrics

    Anoti Mambo


    Anoti Mambo- T. Ruvadiki Kamundiya

    M· S/A Anoti Mambo
    V SIA Ndinoda rudo kwete muteuro --- Kana vava mukutambudzika vachanditsvaga --- Uyai tidzokere kuna Mambo -Ndiye wak:atimwaura --- asi achatiporesa, acbatidzorera hupenyu kuti tigorarama tava vak:e chose.
    B: Ndinoda rudo kwete muteuro, Mambo a-no-ti -- mukutambudzika vachanditsvaga, Huyai --- tidzokere kuna Mambo, Nokuti ndiye wak:atimwaura, Nyak:utirova --- achatiporesa, achatidzorera hupenyu kuti tigorarama tava vak:e chose.

    Madetembo:

    l.Rudo rwenyu runenge gore ramangwanani
    2.Runenge dova rinokurumidza kuomeswa nezuva
    3.Ndosak:a ndak:avarova namaoko amaporofita
    4.Ndak:ava-u -ra-ya namazwi omuromo wangu
    5.Nokuti ndinoda rudo kwete miteuro
    6.Ndinoda ruzivo rwezvaMwari kwete mipiro inopiswa

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏