Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Baba Muna Masimba Ose

    Shona Catholic HymnHymn 34Lyrics available

    Hymn Lyrics

    34 Baba Muna Masimba Ose


    Baba Muna Masimba Ose- R. Kahondo
    M · Baba muna masimba ose
    VS/A Mutsai mwoyo wangu ndikutendei pane zvamandiitira mandipa simba rokukunda nokunyadzisa muidzi
    B Mutsai mwoyo wangu ndikutendei zvamandiitira mandipa simba rokukunda nokunyadzisa muidzi
    Madetembo:
    1.Simba iro ndiro randinovimba naro nguva dzose
    2.Ndisina simba renyu handigoni kumira muururami
    3.Nditumirei mweya wenyu musande kuti anditungamirire
    4.Ndinoda kukufadzai pose pandinenge ndiri
    5.Handidi kukutadzirai Amen
    Chorus:
    All Musazondisiya ndiri ndoga nokuti nzira dzasatani dzakawanda

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏