Hymn Lyrics
406 Maria Musande
Maria Musande -J Chikomo
M · Maria musande
V.· SIA Endaiwo naye kuna Mwari mwana wenyu uyu
B Endaiwo naye kuna Mwari hoyoyi mwana wenyu uyu
Madetembo :
l.Imi musande wake hama yenyu iyi
2. Imi vangere navasande vose hama yenyu iyi
3. mi vechizvarwa chokwababa vake makafa muri kudenga mwana wenyu uyu
4.Imi madzibaba ake, madzitateguru ake ose muri kudenga navose vokurudzi
rwababa vake makafa muri kudenga mwana wenyu uyu
5. mi vechizvarwa chekwamai vake makafa muri kudenga mwana wenyu uyu
6. Imi madzisekuru ake namadzimbuya ake navose vokurudzi rwokwamai vake makafa muri kudenga mwana wenyu uyu
Chorus:
All Hoyoyi mwana wenyu uyu
