Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Baba Yewukaiwo Mufudzi

    Shona Catholic HymnHymn 53Lyrics available

    Hymn Lyrics

    53 Baba Yewukaiwo Mufudzi


    Tinokutendai Baba nechipo chomufudzi akadai, ngavazorore murugare netsiti dzenyu
    B Mwarii Baba, makasarudza Sekuru (zita), kuti vafudze hwai dzenyu Makavapa zvipo-o, vakava chiedza munyika nomusango rose Tinokutendai - nechipo chomufudzi, ngavazorore - netsiti dzenyu

    Madetembo:

    1.Vakadzidzisa kuzviriritira, kuchengeta nherera, navose vari muushayi
    2.Kirik:e sande zvazviri sakaramende, mairi mune hova nomwe dzinoponesa nokuwadzanisa vanhu naMwari. Vakatidzidzisa izvi Sekuru

    Chorus:

    Vapeiwo mubairo, webasa ravakabata, mabiko edenga ataigarodya navo Avape mifaro yedenga , yamakavatsidzira , isu sangano, ichaenda mberi Takamirira kudzoka kwaYesu, tiine chivimbo nechitarisiro chokuti, Tichasangano ikoko Musikavanhu, vapeiwo zororo, mabiko ataidya navo Avape mifaro yedenga, yamavatsidzira, isu sangano, tichaenda mberi Takamirira kudzoka kwaYesu, tiine chivimbo nechitarisiro chokuti Tichasangano ikoko

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏