Hymn Lyrics
568 Mwari Kotamirai
Mwari Kotamirai - C. Chawasarira
M· Mwari kotamirai, Mwari kotamirai, Mwari kotamirai, Mwari kotamirai
v- All Kotamirai Mwari k:utiyamuraa- muchimbidzikee -k:uzotizorodza
Madetembo:
1. Ngavachemere kwandiri --- munhamo dzose --- Mwari kotamirai
2.Ndinoda k:uvanzwa --- nok:uva Mwari wavo --- Mwari wavo narini
3.Teerera mitemo yangu --- iwe rudzi rwangu --- iwe rudzi rwangu
4.Zarura nzeve dzako --- kumazwi omuromo --- omuromo wangu
5.Kana ndichidana --- ndichidana kunaMwari ---Mambo achandiponesa
6.Kandira mutoro wako --- pamusoro paMambo --- iye achak:usimbisa
