Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Akakomborerwa NaMambo

    Shona Catholic HymnHymn 6Lyrics available

    Hymn Lyrics

    6 Akakomborerwa NaMambo


    Akakomborerwa NaMambo- I. Maputsa Nezungai
    M· Akakomborerwa naMambo
    V.· S Akakomborerwa naMambo akaregererwa matadzo ake akaregererwa mhosva dzake dzose dzose naMambo .
    B --- Komborerwa naMambo akaregererwa matadzo ake mhosva dzake dzose dzose naMambo.
    Madetembo:
    1.Akakomborerwa munhu asinganzi akaipa naMarnbo
    2.lye asinokunyengera paMweya wake
    3.Nenguva yandakaramba ndinyerere mapfupa angu akarukutika
    4.Mwoyo wangu wakachema nguva dzose.
    5. Nokuti ruwoko rwenyu Mambo rwakanga ruchidzvinya .
    6. Pamusoro pangu siku nesikati.
    7. Asi zvino ndareurura matadzo angu handina kuvanza rnhosva dzangu .
    8. Ndirni ruvando rwangu Mambo munondichengeta kuti ndirege kuwira munhamo.
    Chorus:
    All Saka vose --- vakarurama ngavarambire kwamuri Mambo panguva yokutambudzika kwavo .

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏