Hymn Lyrics
600 Mwari Ndiye Akaita Kuti
Mwari Ndiye Akaita Kuti- P.J. Mubako
M· Mwari ndiye akaita kuti
VS Nzvimbo ino iti Mwari ari pano Alleluya aripano akaita kuti nzvimbo ino iti Mwari ari pano.
B Nzvimbo ino iti Mwari ari pano Alleluya aripano akaita kuti nzvimbo ino
Mwari ari pano.
Madetembo:
l.Ndichakunamatai mutembere yenyu inoera, ndimo mandichaimbira zita renyu
2.Imba yaMwari yakavakwa paruware rusingazunguziki ndosak yakasimba
kwazvo
