Hymn Lyrics
818 Nhasi Kana Monzwa Inzwi rake
Nhasi Kana Monzwa Inzwi rake- P Bayamombe
M· Nhasi kana monzwa inzwi ra-ke - musazoomesa moyo . ..
V SIA Nhasi kana monzwa inzwi ra-ke- nhaasi kana monzwa inzwi rake- nhasi
kana monzwa inzwi ra-ke- musazoomesa moyo- moyo yenyu-u
B Kana monzwa - inzwi ra-ke kana monzwa- musazoomesa moyo - moyo
yenyu-u
Madetembo:
l.Nhai vanhu moyo yenyu ichaomarara- kusvikira rini.
2.Muchada zvisina maturo nokukwasha zvenhema kudzamara- rini-
3.Asi zivai Mwari anoitira zvino- shamia munhu wake munaki
Choms:
Musazoomesa moyo -kana monzwa inzwi rake Musazoomesa moyo --- inzwi ra-ke
