Hymn Lyrics
888 Samutumwa WaMambo Ngaarumbidzwe
Samutumwa WaMambo Ngaarumbidzwe- J. Maphosa
M· Samutumwa waMambo ngaarumbidzwe
V SIA Ngaarurnbidzwe Nyamatengatenga samutumwa waMambo mwanakomna waDhavhiti hosana ngaarumbidzwe
B Ngaarurnbidzwe mwanakomana hosana samutumwa hosana
ngaarurnbidzwe
Madetembo:
1. Uchirai imi vanhu vose pururudzirai Mwari nenzwi romufaro
2. Nokuti Mwari wokurnusorosoro anotyisa ndiye Mambo mukuru wenyika dzose
3. Ndiye anokundisa ndudzi dzavanhu anodZiisa pasi petsoka dzake
4. Ndiye anotigovera nhaka yedu inova pfuma yavanhu vaanoda
