Hymn Lyrics
10 Akavagamuchira Vachinge Mupiro
Akavagamuchira Vachinge Mupiro - T.I Muvingi
M· S/A Akavagamuchira vachinge mipiro inopiswa ...
V SIA Mweya yevakarurama iri mumaoko aMwarii-i .. .
Hapana dambudzo rinovawana ... Kufa kwawo kwaionekwa_ senhamo, kutisiya sokuparadzwa nyamba ivo vakatogarika
B Mweya yavakarurama iri mumaoko aMwari ... Hapana dambudzo rinovawana ... Kwavo kwaionekwa senhamo ... Kutisiya sokuparadzwa nyamba ivo vakatogarika
Madetembo:
l.Nezuva rokushanyirwa kwavo vachapenya.
2.Vachiita zvinoita mapfarivari anovarika-rika.
3.Murwi wamashanga uri kutsva.
4.Vasarudzwi vake vachagara nhaka yomwoyochena netsitsi.
5.Mwari ari Mambo wavo nokusingaperi
Chorus:
SIA Kunetsekana kashoma kwavakangoita --- vava kugamuchira makomborero , Mwari akavawana vakakodzerana naye
B Kunetsekana kashoma kwavakangoita asi zvino --- kugamuchira makomborero makuru Mwari akavawana vakakodzerana naye.
