Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Alleluya Mambo Tauya

    Shona Catholic HymnHymn 11Lyrics available

    Hymn Lyrics

    Alleluya Mambo Tauya


    Alleluya Mambo Tauya- T.M Dunduru
    M· Alleluya Mambo tauya.
    V.· All Kuzopfugamiraa kuzopfugamira Mambo nezvipo zvomupiro.

    Madetembo:

    1. Uyai munzwe imi mose
    2. Ndichakududzirai zvaakaitira mweya wangu.
    3. Wakashandura gungwa rikava nyika yakaoma.
    4. Vakayambuka rwizi netsoka.
    5. Anobata umambo nekusingaperi nesirnba rake.
    6. Meso ake anocherechedza ndudzi.
    7. Rumbidzai Mwari imi vanhu.
    8. Izwi rokurumbidza ngarinzwikwe.
    9. lye anopa mweya yedu rupenyu .
    10. Asingatenderi tsoka dzedu kuti dzitedzemuke.
    11.Ndakachema kwaari nomuromo wangu.
    12.Akarumbidzwa zvikuru norurimi rwangu .
    13.Izwi rake akava munhu ndokugara nesu.

    Chorus:

    s Tauya Mambo alleluya nezvipo zvomupiro .
    B Tauya Mambo nezvipo zvomupiro .

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏