Hymn Lyrics
111 Huyai Mose Imi Vana VaMwari
Huyai Mose Imi Vana VaMwari- G. Gondo
M· SIA Huyai mose, imi vana Mwari
V SIA Imi mose, vana vaMwari, huyai kukwazisa muchecheYesu, wazvarwa nhasi, pausiku huno, naMaria mudanga reBetlehema-a
B lmi mose, vana vaMwari, huyai kukwazisa mucheche, wazvarwa nhasi, pausiku huno, naMaria mudanga reBetlehema
Madetembo:
1.Tauya tofara, tofarakwazvo, tinoda kuimba kufadza mwana-a
2.Agere mudanga, muchidyiro, huyai imi mose kumukwazisa-a
