Hymn Lyrics
112 Huyayi Vanhu Vangu
Huyayi Vanhu Vangu -Sr Mary Mandeya (HLMC)
M· SIA Huyayi vanhu vangu-hu
V B Huyayi --- dzimba dzenyuhu hu --- misuwo yenyuhu --- tadzo enyu kusvikira --- kwaTenzi kwapera
SIA --- Mupinde mudzimba dzenyuhu, mupfige misuwo yenyu, mupfidze matadzo enyu --- kutsamwa kwaTenzi kwapera
Madetembo :
l.Zivai kuti Mwa-ri akakuisai pasi pano achadzokaa okutorazve
2.Moyo yenyu ngaigare yakangochena kufanana naMwari
3.Nezuva iroro zvinhu zvose zvichabuda pachena
Chorus:
Mupfidze mupfidzehe, mupfidze zvivi zvenyuhu, musatadza pakare
--- Mupfidze he he --- zvivi zvenyu, musatadza pakare
