Hymn Lyrics
180 Jesu Anoti Dzikamai Musatye
Jesu Anoti Dzikamai Musatye- T Dehwe
M· Jesu anoti dzikamai musatye Anoti dzikamai musatye
V SIA --- Vakamuona achifamba pamusoro pemvura -a vakavhunduka
ndokutanga kuridza mhere, Jesu ndokuti kwavari- dzikamai ndini musavhunduke
B Vadzidzi vakamuona achifamba pamusoro pemvura vakavhunduka
vakavhunduk:a, Jesu ndokuti kwavari dzikamai musavhunduke
1. Tenzi kana murimi ndidaidzei ndiuyewo kwamuri ndichifamba pamusoro pemvura
2. Uya hako uya hako Peter uya hako
3. Tenzi ndiponesei ndiponesei ndavakunyura
4. Inga kutenda kwako hakuna kukwana wani seiko wazotanga kutsutsumwa
5.Zvirokwazvo zvirokwazvo imi muri mwanakomana waMwari
Chorns:
SIA
B
Dzikamai, dzikamai ndini musavhunduke Dzikamai ndini musavhunduke
