Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Kunaka KwaMambo

    Shona Catholic HymnHymn 226Lyrics available

    Hymn Lyrics

    226 Kunaka KwaMambo


    Kunaka KwaMambo- TM Dunduru

    M Kunaka kwa-Mambo
    V All Ravirai munzwe henyu kunaka kwaMambo --- ravirai henyu kunaka kwaMambo ravirai munzwe henyu

    Change of drums: Madetembo:

    1. Vhenekera Yerusarema ,
    2. Nokuti chiedza chako chakasvika
    3. Rima rakafukidza nyika,
    4. Asi mbiri yamwari yakaonekwa pamusoro payo
    5. Marudzi achauya kuchiedza chako,
    6. Namadzimambo kumbiri yakabudirira
    7. Mambo achava kwauri chiedza chisingaperi,
    8. NaMwari wako kunaka kwako
    9. Zuva rako harichazoviri ,
    lO.Mwedzi wako haungatapudzwi
    11.Nokuti Mambo achava chiedza chako chisingaperi,
    12.Mazuva okuchema kwako achaguma

    Chorus:

    An Munhu anovimba naye akakomborerwa, ravirai kunaka kwaMambo

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏