Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Kutenda Kuva NeChokwadi

    Shona Catholic HymnHymn 234Lyrics available

    Hymn Lyrics

    234 Kutenda Kuva Nechokwadi


    Kutenda Kuva Nechokwadi-C.Mukucha

    M· SIA Kutenda kuva nechokwadi chezvinhu zvatisingaoni
    V SIA Kutenda kuva nechokwadi chokuti tichawana zvinhu zvatak:atarisira kutenda kuva nechokwadi chezvinhu zvatisingaoni.
    B Kutenda kuva nechokwadi-i tichawana zvinhu zvatakatarisira kutenda kuva nechokwadi chezvinhu zvatisingaoni.

    Chorus: SIA

    Nokutenda ngativei sa-Nowa akateerera nyevero yaMwari yezvinhu zvaizoitika zvaakanga asingaoni.
    Nokutenda ngativei sa-Nowa nyevero yaMwari nyevero zvaizoitika zvaakanga- asingaoni.

    Madetembo:

    l.Kutenda ndiko- kwakaita kuti vanhu vekare vaitirwe zvavaida naMwari-i.
    2.Hapana munhu angagona kufadza Mwari kana asingatendi.
    3. Munhu anouya kuna Mwari anofanira kutenda kuti Mwari ariko. Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika yakasikwa nezwi raMwari

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏