Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Mabasa Enyu Mambo Anoshamisa

    Shona Catholic HymnHymn 260Lyrics available

    Hymn Lyrics

    260 Mabasa Enyu Mambo Anoshamisa


    Mabasa Enyu Mambo Anoshamisa - WC. Ringisai

    M· Mabasa enyu Mambo anoshamisa
    V SIA Haiwa Mambo mabasa enyu, mabasa enyu Mambo anoshamisa, haiwa Mambo mabasa enyu
    B Haiwa Mambo mabasa enyu mabasa enyu Mambo anoshamisa haiwa Mambo mabasa e-nyu Mambo

    Madetembo:

    1. Mabasa enyu mazhinji
    2. Makaita ose nenjere
    3. Zvipenyu zvose zvinok:umirirai
    4. Kuti muzvipe zvok:udya nenguva yakafanira
    5. Munotambanudza ruoko rwenyu
    6. Vanhu vose vachagutswa

    Chorus:

    All Anoshamisa kwazvo mabasa enyu Mambo

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏