Hymn Lyrics
264 Mai VaMwari Kwaziwai
Mai VaMwari Kwaziwai- C. Chinyada
M· S Mai vaMwari kwaziwai
V All Mai vaMwari kwaziwai mai vaMwari kwaziwai makatiberekera Mambo wedu makatiberekeraha Mambo wedu
Madetembo:
l.Mwoyo wangu unotutuma norumbo rwakanaka ndinotenda Mambo
2.Mambo Yesu akanaka kudarika kudarika vanhu vose
3. Mwari akamukomborera nokuti akarurama
4. Chigaro chake chiripo nokusingaperi tsvimbo yorugare youshe hwake itsvimbo yorugare
5. Naizvozvo Mwari akamuzora mafuta okurara ndichaparidza zita rake kusvika
kumarudzi ose
6. Ndudzi dzose dzavanhu dzichakukudzai nokusingaperi
