Hymn Lyrics
268 Makakomborerwa Kwazvo
Makakomborerwa Kwazvo -A. Shamu Maurnnge
M Makakomborerwa kwazvo
V: All Mai vaYesu, makakomborerwaAlleluya
Madetembo:
l.Mbonga yakaropafadzwa, makakodzera kutakura Kristo Mambo
2.Mwanakomana waMwari, akava munhu mum.imba menyu
