Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Mambo Akwira kudenga

    Shona Catholic HymnHymn 282Lyrics available

    Hymn Lyrics

    282 Mambo Akwira Kudenga


    Mambo Akwira Kudenga- Sr Martha Chrysostoma Muza (LCBL)

    M·S Mambo akwira kudenga v.- SlAT Uchirai mosee Mambo akwira kudenga, uchirai mose Mambo akwira kudenga B Mose uchirai Mambo Mambo akwira kudenga uchirai Mambo Mambo akwira kudenga

    Madetembo:

    I. Pururudzirai Mwari imi nyika dzose 2. Murumbidze zita rake 3. Rumbidzai mbiri yake 4. Nokuti akatipa rupenyu 5. Imbirai Mwari nziyo dzokurumbidza 6. Nokuti Mwari ndiye Mambo wedu 7. lye akamuka muvafi 8. Ndiye akatifira pachipiyaniso 9. Vakudziwe Baba noMwanakomana naMweya Musande 10. Sezvakanga zviri pakutanga nazvino nakare kose, nemisi isingaperi Amen

    Chorus:

    S/AIT Uchirai mose Mambo akwira kudenga
    B Uchirai Mambo Mambo akwira kudenga

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏