Hymn Lyrics
284 Mambo Chingwa Chamunopa
Mambo Chingwa Chamunopa - M Mukucha
M· SIA Mambo chingwa chamunopa Chingwa chamunopa
v.- SIA Chinopa upenyu kuvanhu vose-e
Chamunopa chingwa chinopa upenyu kuvanhu vose
B: Chamunopa chingwa chamunopa-a chinopa upenyu kuvanhu vose
Madetembo:
l.Vakakomborerwa vane nzira yakarurama,vanofamba mumurau waMambo, chingwa chamunopa
2. Vakaropafadzwa vanochengeta rnitemo yake, vanomutsvaga nomwoyo wose,
chingwa
3. Akatiraira zvirevo zvake kuti uzvichengete zvakanaka , chingwa chamunopa
4.Vakarurama havaiti chinhu chisina kururama vanofamba munzira dzake,
chingwa chamunopa
5. Haiwa dai nzira dzangu dzaigadzirirwa kuchengeta rnitemo yake, chingwa chamunopa
6. Handingakundwi nokusingaperi kana ndichirangarira mirairo yake yose, chingwa chamunopa
