Hymn Lyrics
311 Mambo Mwari Ngaarumbidzwe
Mambo Mwari Ngaarumbidzwe- W.C. Ringisai
M· Mambo Mwari ngaarumbidzwe
V SIA Mambo Mwari ngaarumbidzwe nokuti wakashanyira wakashanyira vanhu vake-e kuzovanunura Mambo Mwari ngaarumbidzwe - wakashanyira vanhu vake-e kuzovanunura
B Mambo Mwari ngaarumbidzwe wakashanyira-a vanhu vake-e kuzovanunura Mambo Mwari ngaarumbidzwe nokuti wakashanyira-a vanhu vake-e kuzovanunura
Madetembo:
l.Mambo Mwari walsireri ngaarumbidzwe nokuti wakashanyira vanhu vake kuzovanunura netsitsi dzomoyo munyoro waMwari
2. Ndizvo zvakaatsidzira nerniromo yavasande vake vechinyakare vaiporofita netsitsi dzomoyo munyoro waMwari
3. Kutinunura kumhandu dzedu nomumaoko avose vanotivenga netsitsi dzomoyo munyoro waMwari
4. Nokunzwirawo madzibaba edu tsitsi achiyeuka chitenderano chake chinoera netsitsi dzomoyo munyoro waMwari
Chorus
SIA Wakatimutsira mununuri ane simba-a vanyakugara murima nomumumvuri worufu kuti azopinza tsoka dzedu munzira inoenda kurugare-e
B --- Wakatimutsira mununuri ane simba-a vkuzovhenekera gara murima
nomumumvuri worufu - azopinza tsoka dzedu inoenda kurugare-e
