Hymn Lyrics
337 Mambo Ndiye Mufudzi Wangu
Mambo Ndiye Mufudzi Wangu -J.K. Dzingai
M· Mambo ndiye mufudzi wangu
V: SIA Hapana chandingashaiwa, Mambo ndiye mufudzi wangu, ndiye mufudzi, ndiye mufudzi wangu, hapana chandingashaiwa
BIT Mambo ndiye mufudzi wangu, mufudzi wangu, Mambo ndiye mufudzi, ndiye mufudzi wangu, hapana chandingashaiwa
Madetembo:
1.Anondiradzika pasi pamafuro manyoro anondisesedza pamvura inozorodza
2.Unyoro norunako zvichanditevera, anoponesa mweya wangu
3.Anondifambisa panzira dzakarurama nokuda kwezita rake
4.Kunyangwe ndikafamba mumupata werima, handingatyi, nokuti iye aneni
S.Tsvimbo yake inondinyaradza anondigadzirira dara pamberi pavavengi vangu
6.Akazodza musoro wangu mafuta mukombe wangu unopfachuka
