Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Mwari Akanaka Tendai Mwari

    Shona Catholic HymnHymn 521Lyrics available

    Hymn Lyrics

    521 Mwari Akanaka Tendai Mwari


    Mwari Akanaka Tendai Mwari -l.N Chabata

    M· SIA Mwari akanak:a, tendai Mwari
    V: SIA Mwari Tenzi ak:anaka, rudo rwake runoramba ruripo nariini, ndcikadaidzira kwaari mukutambudzika kwangu, ak:andinzwa akandinunura, tendai Mwari, rudo rwak:e ruripo nariini.
    B Mwari akanaka Mwari ak:anak:a Mwari ak:anaka ndakadaidzira kwaari akandinzwa Mwari akanaka rudo rwake ruripo nariini

    Madetembo:

    1.Mwari ari parutivi rwangu hapana chandinotya
    2.Ko munhu angandiiteiko Mwari ari parutivi rwangu
    3.Mwari anondibatsira nokuti ari parutivi rwangu
    4.Vanhu vose irnbai muchiti Mwari ak:anaka
    5.Ndichaona kukundwa kwadhiyabhori

    Chorus:

    SIA Zviri nani kutizira kuna Mwari pane kuvirnba navanhu, Mwari akanaka rudo rwak:e ruripo nariini.
    B --- Kutizira kuna Mwari kuna Mwari, pane kuvirnba navanhu --- rudo rwake ruripo nariini

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏