Hymn Lyrics
533 Mwari Baba
Mwari Baba- S. Musasa
M· S/A Mwa-ri Ba-aba
V SIA Ndimi moga munoraira rupenyu norufu ini nhambo yangu handiizivi,
ingava yakaita sei asi ndiri wenyu
B Ndimi moga munoraira rupenyu Mambo --- nhambo yangu handiizivi --
yakaita sei Mambo ndiri wenyu
Madetembo:
1.Ndinokumbira kuregererwa rnhosva dzangu dzose
2.Ndibatsireiwo pana zvose zvinorwadza muviri nomweya
3.Ndigopiwa nyaradzo nesimba namabasa ake
Chorus:
SIA Baba ndinokumikidza mweya wanguu mumaoko enyu
B Baba ndinokumikidzaa --- mumaoko enyu
