Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Chinhu Chandinokurairisa

    Shona Catholic HymnHymn 62Lyrics available

    Hymn Lyrics

    62 Chinhu Chandinokurairisa Kwazvo Ndechichi


    Chinhu Chandinokurairisa Kwazvo Ndechichi- N F Kampira

    M · SIA Chinhu chandinokurairisa kwazvo ndechichi:
    V SIA Vanhu vose, vak:umbirirwe vanyengetererwe, varevererwe-e, vaongerwe, kuti tigogara norugare nguva dzosee, norunyararo, pakunamata Mwarii, nomugariroo unofadza Tenzi.
    B: --- Vanhu vose, vakumbirirwe vanyengetererwe, varevererwe -e, vaongerwe, kuti tigogara norugare nguva dzosee, norunyararo pakunamata Mwari, nomugariroo unofadza ivo Tenzi.

    Madetembo:

    I.Kunongova Mwari mumwe chete nomurevereri mumwe chete.
    2.Murevereri mumwe chete ndiye Yesu Kristo .
    3.Huchapupu ihwohwu, hwak:asak:a ndigadzwe, kuva muparidzi nomunyai waMwa-ri.

    Chorus:

    Mwari anoda, anoda vanhu vaponeswe, anoda --- vanhu vaponeswe --­ pak:uziva kuti --- ndiye ru-dzikinuro rwavose --- huchapupu pa-nguva inoda Mwari kuti vanhu vaponeswe. --- Mwari anoda kuti vanhu vaponeswe --- kuti vanhu vaponeswe, vagosvitswa pakuziva --- Yesu Kristo ndiye ru-dzikinurwo rwavose, zvigova huchapupu pa-nguva , inoda Mwari, kuti vanhu vaponeswe

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏