Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Chinzwai Zvinodikanwa NaTenzi

    Shona Catholic HymnHymn 63Lyrics available

    Hymn Lyrics

    63 Chinzwai Zvinodikaowa NaTenzi


    Chinzwai Zvinodikaowa NaTenzi- J. Makoni

    M· SIA Chinzwai zvinodikanwa naTenzi
    V S Kuita zvak.arurama --- kuratidza rudo nguva dzose --- uye kugara tiine hukamaa --- hwakanak.a naMwari wedu
    B -- Zvak.arurama -- kuratidza rudo nguva dzose -- kugara -- tine hukama -- naMwari wedu

    Madetembo:

    1.Teererai munzwe imi vanhu, imi vanhu vose
    2.Kutya Mwari ndihwo uchenjeri, uchenjeri chaihwo

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏