Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Ndakafara Ndakafara

    Shona Catholic HymnHymn 679Lyrics available

    Hymn Lyrics

    679 Ndakafara Ndakafara


    M·S/A Ndakafara-a, ndakafara vanhu vachiti kwandiri
    VAZI Handeyi kuimba yaTenzi ndiko kunoenda marudzi emhuri dzalsraeri ---
    vachindovonga Tenzi sezvaakavaraira
    Madetembo:
    l.Nokuti ndiko kunotongerwa mhosva ndiko kunogara Mambo achitonga vanhu vake
    2.Kumbirirai Yerusarema kuti rive norugare vanokuda ngavabudirire
    3.Runyararo ngaruve norusvingo rwako norugare ngaruve-mumizinda yako
    4.Pamusana pehama dzangu neshamwari dzangu ndinoti rugare ngaruve mukati mako
    S.Ndinokunamatira kuti ubudirire pamusana peimba yaTenzi Mwari wedu
    Chorus:
    SIA --- Tsoka dzedu dzatsika mumazambara ako iwe,
    iwe Yerusarema guta rakadzorerwa runako norugare,
    iwe Yerusarema guta rakadzorerwa,
    ndafaraha tsoka dzedu dzatsika
    B Saka zvino --- dzatsika mumazambara ako iwe Yerusarema guta rakadzorerwa runako norugare,
    Yerusarema, guta rakadzorerwa ndafaraha tsoka dzedu dzatsika

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏