Hymn Lyrics
681 Ndakanzwa Inzwi Guru
Ndakanzwa Inzwi Guru- A. Shamu Maurunge
M· Ndakanzwa inzwi guru
V All Richiti areruya areruya
Madetembo:
1. Ndakanzwa inzwi renhume zhinji, sokutimhira kwamapopopo makuru
2.Vakuru vokudenga vakamirira, kunzwa shoko raMwari
