Hymn Lyrics
734 Ndinokudai Yesu Wangu
Ndinokudai Yesu Wangu - C.T. Mujuru
M· Ndinokudai Yesu wangu
V All Ndinokudai Yesu wangu, ndimi makandida Mambo ndisati ndambov a chinhu, ndimi makandida Mambo
Madetembo:
1.Ndimi Mambo makandisika mukandinunura norufu rwenyu pachipiyaniso
2.Ndimi Mambo makandiita kuti ndive mwana wenyu nebhapatisimo
3.Ndimi Mambo makandizarurira denga
4.Ndimi Mambo hezvi nanhasi munondida
5.Mambo munoda kuuya kwandiri sechidyo chenyu
Chorus:
SIA Uyai zvenyu Mambo, uyai zvenyu Mambo, mwoyo wangu unochemera imi
B --- Zvenyu Mambo, mwoyo wangu zvenyu Mambo moyo wangu uno
chemera imi
