Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Ndinotendera Mwari

    Shona Catholic HymnHymn 745Lyrics available

    Hymn Lyrics

    745 Ndinotendera Mwari


    Ndinotendera Mwari- C. Toga

    M· Ndinotendera
    V: S Mwari mumwe chete, mwanakomana mumwe chete waMwari-i noMweya Mutsvene
    AIB Mwari Baba, Mwari musiki, muridzi wazvose zvose nezvisingaonekwi

    Madetembo:

    1. Ndinotendera Yesu Kristo
    2. Mwana wake mumwe chete
    3. Wakafa pachipiyaniso
    4. Wakamuka muvafi
    5. Ndokukwira kudenga
    6. Tinotendera Mweya Musande

    Chorus:

    7. Kirike katorike
    8. Kubatana kwavasande
    9. Kuregererwa kwamatadzo
    lO.Nokumuka kwomuviri
    ll.Norupenyu rusingaperi
    12.Rusingaperi Amen SIA Musiki wedenga napasi Mwari Baba noMwanakomana noMweya Mutsvene
    B Musiki wedenga muridzi wazvose zvose zvinoonekwa nezvisingaonekwi

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏