Hymn Lyrics
763 Ndiro Zuva Rakaitwa NaMwari
Ndiro Zuva Rakaitwa NaMwari - C.T Chinoda
M· 1.Ndiro zuva rakaitwa naMwari
2.Zuva rakaitwa naMwari
V.· S/A Ndiro zuvaa zuva rakaitwa naMwari ngatifarei kwazvo ngatifarei
kwazvoo Alleluxaha ngatifarei kwazvo
B --- Zuvaa zuva rakaitwa naMwari --- ngatifarei kwazvoho ngatifarei Alleluyaa ngatifarei kwazvo
Madetembo:
1.Kristo hwayana yedu yaMwari yakapirwa pamusana pedu
2.Muri vapiriri vatsvene kuti mugamuchidze mupiro kuna Mwari
3.Ngatirurame murupenyu rwedu kuti tifadze Mwari
4.Takamuka pamwe chete naYesu ngatitize kurutadzo tigogara zvakanaka
5.Musakanganwe kubatsirana nokuti makapiwa ruponeso rwenyu
