Hymn Lyrics
843 Pakutanga Izwi
Pakutanga Izwi - Sr Victoria Sanyika (LCBL)
M Pakutanga izwi wakanga ari Mwiri
V.· SIA Izwi wakava munhu, akava munhu izwi wakagara pakati pedu ...x2
B --- Wakava munhu wakava munhu izwi wakagara pakati pedu ...x2
Madetembo:
1. Yohane akatumwa akauya kuzova chapupu chechiedza chaYesu
2. Yesu akauya kuna vake asi Havana kumugamuchira
3.Vakatendera akavapa simba rokuva vana vaMwari
Chorus:
All Ndiye mwanakomana mumwe chete waBaba ndiye chiedza chaicho
chiedza-ha chinovhenekera munhu wose
