Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Pane Chido Norudo

    Shona Catholic HymnHymn 846Lyrics available

    Hymn Lyrics

    846 Pane Chido noRudo


    M· Pane chido
    V.· S/A Pane chido norudo --- Mwari aripowo
    B Pane chido norudo ipapo Mwari aripowo
    Madetembo:
    · l.Mukadzi wak:o achava somuzambirika, pamadziro emba yako
    2.Anogara achibereka, vana vako vazhinji
    3. Uchaona vana vavana vako, uve norugare
    4. Vachaimba vachireva nzira dzaMwari, nokuti mbiri yake ihuru
    5. Uchaona chikomborero chaMwari, mazuva ose orupenyu rwako
    6. Nokuti Mwari ari kumusoro, kunyange zvakadaro ane hanya navanhu vose
    7.Rudo rwaKristo rwakatiunganidza pamwe chete, ngatipembere nokufara naye

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏