Hymn Lyrics
85 Gamuchirai Mweya Musande
Gamuchirai Mweya Musande- B.B. Mutize
M· SIA Gamuchirai mweya musande
V SIA Sokutumwa kwandak:aitwa ndinokutumaiwo Gamuchirai mweya musande ndinokutumaiwo
B Sokutumwa ndinokutumai Yesu akafemera mweya kuvadzidzi ovati
ndinokutumaiwo
Madetembo:
1.Yesu akamira pakati pavo ovati ngaruve nemi rugare
2.Akavaratidza zvanza zvak:e neparutivi pak:e ovati ngaruve nemi rugare
3.Apedza izvozvo akafemera mweya wake ovati ngaruve nemi rugare
Chorus:
SIA Kana mukaregerera vanhu, vanobva varegererwa matadzo avo, mukaramba kuvaregerera havaregererwi
B Kana mukaregerera vanhu zvavakatadzira Mwari, matadzo avo mukaramba, mukaramba havaregererwi
