Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Gamuchirai Mweya Mutsvene

    Shona Catholic HymnHymn 86Lyrics available

    Hymn Lyrics

    86 Gamuchirai Mweya Mutsvene


    Gamuchirai Mweya Mutsvene -J.L. Kaseke Chaleka

    M· Gamuchirai Mweya Mutsvene ndinokutumaiwo sokutumwa kwandakaitwa naBaba-a
    V SIA Kuzoti ataura izvi akavaratidza zvanza zvake, naparutivi pake, ndokutizve kuvadzidzi vake, rugare ngaruve nemi, rugare-e ngaruve nemi-i.
    B!T Ataura izvi, akavaratidza zvanza naparutivi pake, ndokutizve kuvadzidzi vake, rugare ngaruve nemi, rugare-e ngaruve nemi-i.

    Madetembo:

    1.Akati ataura izvi akafemera kwavari ovati, gamuchirai Mweya Mutsvene.
    2.Kana mukaregerera, vanhu, zvavakatadzira Mwari, vanobva varegererwa matadzo avo.
    3.Mukaramba kuvaregerera matadzo avo, havaregererwi matadzo avo.

    Chorus:

    SIA Sokutumwa kwandakaitwa naBaba ndinokutumaiwo rugare-e ngaruve neiDll .
    BIT Kwandakaitwa naBaba ndinokutumaiwo rugare-e ngaruve nemi-i.

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏