Hymn Lyrics
866 Ravirai Henyu Munzwe Kunaka
Ravirai Henyu Munzwe Kunaka- A . Chamunorwa
M· Ravirai henyu munzwe kunaka kwaMambo x2
V.· S Ravirai henyu munzwe kunaka kwaMambo, akakomborerwa uyo anovimba naye
A Ravirai, ravirai henyu-u munzwe kunaka kwaMambo, anovimba naye
B Ravirai henyu munzwe kunaka , kunaka kwaMambo, ravirai henyu munzwe kunaka
Madetembo:
1. VhenekeraYerusarema, nokuti chiedza chako chakasvika. Ravirai henyu
2. Rimara kafukidza nyika, asi mbiri yaMwari, yakaonekwa pamusoro payo. Ravirai henyu
3. Marudzi achauya kuchiedza chako, namadzimambo kumbiri yakabudirira .
Ravirai henyu
