Hymn Lyrics
870 Ropa Nemvura
Ropa Nemvura- W Makumbe
M Ropa Nemvura
V All Zvakabuda mumwoyo wa-Yesu, zvakabuda mumwoyo wa-Yesu
Madetembo:
1.Ko ndichadzorera Mambo nei pane zvose zvaakandipa?
2.Ndichatora mukombe woruponeso nokudana zita raMambo
3.Uyai muravire kunaka kwaMambo
4.Akakomborerwa ani naani anovirnba naMambo wedu
5.Ani naani ane nyota ngaauye kwandiri anwe
6.Mumwe murwi akabaya rutivi rwaYesu
7.Ndini chingwa chipenyu chakaburuka kudenga
8.Kana munhu achidya ichi achakararama narini
9.Anonwa ropa rangu achamutswa neni nezuva rokupedzisira
