Hymn Lyrics
89 Garirira Mwari Mweya Wangu
Garirira Mwari Mweya Wangu- I. Maputsa Nezungai
M· Garirira Mwari Mweya wangu
V S Ndiko kunobva kuponeswa kwangu, ndiye oga dombo rangu nomuponesi wangu, ndiye shongwe yangu yakakwirira handimbovhunduk:i.
B Kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwangu, Mwari -- dombo rangu
nomuponesi wangu, ndiye shongwe yangu --- yakakwirira handimbovhunduki.
Madetembo:
l.Mambo ndimi Mwari wangu ndinokutsvagai siku nesikati
2.Mweya wangu unenyota kwamuri nyama yangu inokusuwai
3.Ndakatarira kwamuri Mambo senyika isine mvura
4.Kuti ndione simba renyu Mambo netsitsi dzenyu
5.Muromo wangu uchakurumbidzai , ndichakutendai ndichiri mupenyu
