Hymn Lyrics
91 Haiwa Mambo Mabasa Enyu
Haiwa Mambo Mabasa Enyu -J Makaure
M· Haiwa Mambo mabasa enyu
V: SIA Mabasa enyu Mambo anoshamisa kwazvo haiwa Mambo mabasa enyu anoshamisa
B Mabasa enyu Mambo anoshamisa kwazvo mabasa enyu haiwa Mamboo
mabasa enyu anoshamisa
Madetembo:
l .Mabasa enyu mazhinji, mak:aita ose nenjere.
2. Zvipenyu zvose zvinokumirirai, kuti muzvipe zvokudya nenguva yak:afanira .
3. Munotambanudza ruoko rwenyu vanhu vosee vachagutswa.
4. Mbiri yaMwari ngaigare nokusingaperi Mambo ngaafarire mabasa ak:e .
5. Iye anotarisira pasi ipo ndokubvunda.
6. Iye anonyongedesa makomo, iwo ndokubudisa utsi.
7. Ndichaimbira Mwari panguva yose yorupenyu rwangu, ndichaimbirai Mwari wangu ndichiripo.
8. Vatadzi ngavapere pasi, navak:aipa ngavarege kuzovapo.
