Hymn Lyrics
189 Kana Muino Rudo
Kana Muino Rudo- P Taurai
M· Kana muino rudo
V SIA Pakati penyu-u muino rudo, vose vachaziva-a kana muino rudo muri vaadzidzi vangu
B --- Pe-enyu muino rudo-o, vose vachaziva-a, muri vadzidzi vangu
Madetembo:
l.Yesu akati kuvadzidzi vake, ndinokupai mutemo mutsva unoti ...
2.Ndakakupai muenzaniso kuti mugosiitawo sezvandakakuitirai
3.Kunge muchiziva izvi makakomborerwa kana zviito zvenyu zvichiwirirana nazvo
Chorus:
SIA Idanai dananai, mumwe nomumwe- sokudana-a, kwandakakuitirai
B --- Dananai mumwe nomumwe --- kwandakakuitirai
