Skip to main content

    Shona Catholic Hymn

    Kana Takafa Pamwe naKristo

    Shona Catholic HymnHymn 190Lyrics available

    Hymn Lyrics

    190 Kana Takafa Pamwe NaKristo


    Kana Takafa Pamwe NaKristo- E.N.M Dhliwayo Chimuti

    M·S Kana-taka-fa
    V All Kana-taka-fa pamwe naKristo naye tichazorarama
    M· Pamwe naKristo
    V All Pamwe naKristo tichazorarama

    Madetembo :

    1.Handingaakusiyii muri nherera --- ndinoenda ndichadzokera kwamuri
    2.Kana makamutswa pamwe naKristo --- chitsvagai zviri kumusoro
    3.Mwari anobata ushe hwendudzi dzose --- Mwari agere pachigaro chake choushe
    4.Imi muri rudzi rwakasharwa --- kuti muparidze kunaka kwaMwari
    5.Mwari akakuwanirai --- makabva parima
    6.Makawana mwenje waMwari --- norupenyu rwake

    Chorus:

    All Takafa pamwe --- naKristo ticha-zorara-ma

    “Sing to the Lord, all the earth; proclaim his salvation day after day.”

    1 Chronicles 16:23

    Ask ZimCatholicSongs

    Hello! I'm your ZimCatholicSongs assistant. Ask me about hymns, prayers, the Bible, blog articles, or our latest videos — I'll point you to the right page. 🙏